103.The Declining Day, Epoch

  1. (Ndinopika) nenguva
  2. Zvirokwazvo munhu akarasika
  3. Kusara kweavo vanotenda (muhumwechete hwaAllah), uye vachiita mabasa akanaka, uye vachikurudzirana chokwadi (kuita mabasa akanaka akatarwa naAllah nekusiya akaipa), uye vachikurudzirana kuva netariro (kutsungirira kubva kumatambudziko anovawana munzira yaAllah)