111.The Palm Fibre

  1. Ngaaparadzwe maoko aAbu Lahab uye ngaaparadzwe
  2. Upfumi hwake nevana vake hazvisi kana kuzomubetsera
  3. Achapiswa mumoto uye une viriri rinobvira
  4. Uye mukadzi wake achange akatakura huni
  5. Muhuro make muchange muine tambo yemadheti yakakoswa yegavi nemurara