112.Sincerity

  1. Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “NdiAllah, Vamwechete
  2. Allah vanodiwa nezvisikwa zvose (asi ivo hapana chavanoda)
  3. Havabereki vana, kuti ivo havana kuberekwa
  4. Hakuna mumwe akafanana navo kana kuti kuenzaniswa navo.”